Chinyadziso chikuru muguta reMasvingo apo madzibaba Stenlodge vainamatira pedyo re Craft centre mumicheka yavo yemakwapa makwapa vanonzi vakati mweya wavo haufarire zvema condom
Mai Eunice vainge vainda kunobatsirwa dambudziko rechibereko chinorwadza, vanoti vakanzi panoda kupinzwa holly stick inohaka dhimoni rambuya riri muchibereko. Kunonzi mudzibaba uyu akati izvi zvinoitwa pasina condom nekuti mweya wekuhaka hauzoshandi kana paine condom
Mudzimai uyu anoti paakazodzokera nemurume wake kunonzwisisa zve holly stick, madzibaba vakapfumbura huruva vachitiza vachirira ndimi
Ukuwo umwe muporofita wemuRujeko anonzi anobisa mhepo kuburikidza kuti mukadzi anogara pamakumbo ake
Umwewo anoita zvemapipi anonzi mufundisi Makomichi anozikanwa nekupa mupfuhwira kuma slayqueen kunonzi ari kupwititidza miti yake zuva nezuva kuti Mwonzora aitwe prime minister, apo kunonzi vaviri ava vakavimbisana kuti muzvinamapipi uyu anozoitwa senator kana masaramusi ake akashanda
Runyerekupe runoti kurank yeMasvingo kunonzi kumaR kunonzi kwanetsawo umwe musope uyo anonzi varume vanoita mudungwe kuti vashamwaridzane naye, varume vazhinji vanoti musikana uyu anogona basa rake
