ZimEye
Mapurisa dai akwanisa kutsvaka mhondi mbiri idzi dzakaba nekuponda vakomana vakange vaenda kunotsvaga madhongi avo.Kuno kuMhondoro hatichina rugare tavakugara hana dziri mumaoko uye tavakutya kufamba mumakura.Mazita avo Oncemore Chihota & Kumbirai Chihota @hwendec @PoliceZimbabwe pic.twitter.com/zPBBZEWsAE— CCC Mhondoro Mubaira (@cccmhondoro) March 31, 2021
Mapurisa dai akwanisa kutsvaka mhondi mbiri idzi dzakaba nekuponda vakomana vakange vaenda kunotsvaga madhongi avo.Kuno kuMhondoro hatichina rugare tavakugara hana dziri mumaoko uye tavakutya kufamba mumakura.Mazita avo Oncemore Chihota & Kumbirai Chihota @hwendec @PoliceZimbabwe pic.twitter.com/zPBBZEWsAE