Kapfupi Blasts Corporates, Zanu PF For Stampeding To Endorse Chibaba
21 February 2021
Spread the love

By James Gwati- Comedian and musician Fredy Majalima, also known as Kapfupi, has condemned corporates and the ruling Zanu PF for stampeding to endorse the funeral of the late Zimdance hall artist, Soul Jah Love, saying that they should instead honour celebrities when they are still living.

Kapfupi said this on his Facebook page

below is what he said:

I see all these companies,banks ,big organisations and corporates pamwe nemaministries varikugadzira mafliers avo vachinyora mamessages avo erufu kuna SoulJah Love and zvakanaka chose tinozvitenda kuchema tiripamwe gamba redu . Bt zvakadii dai maimboticelebrater tichiri vapenyu nekutipa maendorsements atinogaro chemera zuva nezuva ? Inga kushanda tinoshanda wani and tinotodiwawo zvamunoziva ? 

And kutozoisa malogo enyu pama pictures edu amunenge muchitichema zvinoreva wani kuti hamunyare nezvatiri ku associater nebrand renyu .Icho chibaba kuzofa chichisiya zimba rese riya risina kupera hanty dai akawana maendorsements enyu zvingadai zvakafamba zvakanaka chose coz shungu aiva nadzo taidziona tese .Kune maboss angu amira neni kubva muna first street kusvika pari nhasi ndinoti itirwai nyasha naIshe . 

TIPEI MARUVA EDU TICHIRI KURARAMA so that we can smell them . 

TIPEI SANDO DZEDU TICHIRIMKURARAMA Bigman akakuudzai kare wani .

TIPEI MAENDORSEMENT TICHIRI KURARAMA tiwanewo zvekusiira vana tisazosekwa taenda.